51 Panguva iyoyo chidzitiro chomutemberi chakabvaruka napakati kubva kumusoro kusvika pasi. Nyika yakadengenyeka, uye mabwe akatsemuka.
Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 27
Maonero Mateo 27:51 akapoteredza