Mateo 27:55 BDMCS

55 Vakadzi vazhinji vakanga varipo, vachitarira vari kure. Vakanga vatevera Jesu kubva kuGarirea kuti vamuriritire pane zvaaida.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 27

Maonero Mateo 27:55 akapoteredza