Mateo 28:2 BDMCS

2 Pakava nokudengenyeka kwenyika kukuru nokuti mutumwa waShe akabva kudenga akaenda paguva akasvikokungurutsa ibwe riya akagara pamusoro paro.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 28

Maonero Mateo 28:2 akapoteredza