Mateo 3:11 BDMCS

11 “Ini ndinokubhabhatidzai nemvura kuti mutendeuke. Asi shure kwangu kuchauya mumwe mukuru kwandiri, wandisina kukodzera kunyange kutakura shangu dzake. Achakubhabhatidzai noMweya Mutsvene nomoto.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 3

Maonero Mateo 3:11 akapoteredza