Mateo 3:16 BDMCS

16 Jesu angobhabhatidzwa, akabuda mumvura. Panguva iyoyo denga rakazaruka, uye akaona Mweya waMwari uchiburuka senjiva uye ukasvikogara paari.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 3

Maonero Mateo 3:16 akapoteredza