Mateo 3:9 BDMCS

9 Uye musafunga kuti mungati, ‘Tina Abhurahama sababa vedu.’ Ndinokuudzai kuti Mwari anogona kumutsa vamwe vana vaAbhurahama kubva pamabwe aya.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 3

Maonero Mateo 3:9 akapoteredza