Mateo 4:6 BDMCS

6 “Kana uri Mwanakomana waMwari, zviwisire pasi, nokuti kwakanyorwa kuchinzi:“Acharayira vatumwa vake pamusoropako uye vachakusimudza namaokoavo kuti urege kugumburisa rutsoka rwako nebwe.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 4

Maonero Mateo 4:6 akapoteredza