Mateo 5:15 BDMCS

15 Uye vanhu havangatungidzi mwenje vagouisa pasi pedengu. Asi kutoti vanouisa pachigadziko kuti uvhenekere vose vari mumba.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 5

Maonero Mateo 5:15 akapoteredza