Mateo 5:25 BDMCS

25 “Kurumidza kutenderana nomudzivisi wako uyo ari kukuendesa kudare. Ita izvi uchiri munzira naye, kana kuti angangokuisa kumutongi uye mutongi agokuisa kumutariri, uye ugokandwa mutorongo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 5

Maonero Mateo 5:25 akapoteredza