Mateo 5:30 BDMCS

30 Uye kana ruoko rwako rworudyi ruchikuita kuti utadze, rucheke ururase. Zviri nani kwauri kuti urasikirwe nomumwe mutezo womuviri wako, pano kuti muviri wako wose uende kugehena.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 5

Maonero Mateo 5:30 akapoteredza