32 Asi ndinokuudzai kuti ani naani anoramba mukadzi wake kunze kwemhosva yokusatendeka muwaniso anomuitisa upombwe, uye ani naani anowana mukadzi akarambwa anoita upombwe.
Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 5
Maonero Mateo 5:32 akapoteredza