Mateo 6:16 BDMCS

16 “Pamunotsanya, musaunyanisa zviso sezvinoita vanyengeri nokuti vanounyanisa zviso zvavo kuti vaonekwe navanhu kuti vari kutsanya. Ndinokuudzai chokwadi kuti vatowana mubayiro wavo wakazara.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 6

Maonero Mateo 6:16 akapoteredza