Mateo 6:18 BDMCS

18 kuitira kuti zvirege kuonekwa navanhu kuti muri kutsanya, asi zvizivikanwe chete naBaba venyu avo vasingaonekwi. Uye Baba venyu vanoona pakavandika, vachakupai mubayiro.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 6

Maonero Mateo 6:18 akapoteredza