Mateo 6:5 BDMCS

5 “Uye pamunonyengetera, musava savanyengeri nokuti vanofarira kunyengetera vamire mumasinagoge napamharadzano dzenzira kuti vaonekwe navanhu. Ndinokuudzai chokwadi kuti vatowana mubayiro wavo wakazara.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 6

Maonero Mateo 6:5 akapoteredza