Mateo 7:27 BDMCS

27 Mvura yakanaya, nzizi dzikazara, uye dutu remhepo rakauya rikarova imba iya uye ikawa nokuwa kukuru.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 7

Maonero Mateo 7:27 akapoteredza