Mateo 8:11 BDMCS

11 Ndinoti kwamuri, vazhinji vachabva kumabvazuva nokumadokero uye vachagara panzvimbo dzavo pamutambo pamwe chete naAbhurahama, Isaka naJakobho muumambo hwokudenga.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 8

Maonero Mateo 8:11 akapoteredza