13 Ipapo Jesu akati kumukuru wezana, “Enda! Zvichaitika sokutenda kwawaita.” Muranda wake akabva apora panguva iyoyo.
Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 8
Maonero Mateo 8:13 akapoteredza