Mateo 8:16 BDMCS

16 Ava madekwana, vazhinji vakanga vakabatwa namadhimoni vakauyiswa kwaari, uye akadzinga mweya iyoyo neshoko akaporesa vose vairwara.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 8

Maonero Mateo 8:16 akapoteredza