Mateo 8:20 BDMCS

20 Jesu akapindura achiti, “Makava ane mwena yawo, shiri dzina matendere adzo, asi Mwanakomana woMunhu haana paangatsamidza musoro wake.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 8

Maonero Mateo 8:20 akapoteredza