Mateo 9:2 BDMCS

2 Vamwe varume vakauya nomunhu akanga akafa mitezo, avete pabonde. Jesu akati aona kutenda kwavo akati kumunhu uya akafa mitezo, “Tsunga mwoyo, mwana, zvivi zvako zvaregererwa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 9

Maonero Mateo 9:2 akapoteredza