28 Akati apinda mumba, mapofu aya akauya kwaari, uye Jesu akavabvunza achiti, “Munotenda here kuti ndinogona kukuitirai izvi?” Vakapindura vakati, “Hongu, Ishe.”
Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 9
Maonero Mateo 9:28 akapoteredza