Mateo 9:33 BDMCS

33 Dhimoni rakati radzingwa, munhu uya akanga ari mbeveve akataura. Vanhu vazhinji vakashamiswa uye vakati, “Zvakadai hazvisati zvamboonekwa muIsraeri.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 9

Maonero Mateo 9:33 akapoteredza