Mateo 9:36 BDMCS

36 Akati achiona vanhu vazhinji, akavanzwira tsitsi nokuti vaishushwa uye vakanga vasina simba, vakaita samakwai asina mufudzi.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 9

Maonero Mateo 9:36 akapoteredza