Mateo 9:6 BDMCS

6 Asi kuti mugoziva kuti Mwanakomana woMunhu ane simba panyika rokuregerera zvivi.” Ipapo akati kumunhu uya akanga akafa mitezo, “Simuka, tora bonde rako uende kumba.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 9

Maonero Mateo 9:6 akapoteredza