Ruka 1:34 BDMCS

34 Maria akabvunza mutumwa akati, “Ko, izvi zvichaitika seiko sezvo ini ndiri mhandara?”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 1

Maonero Ruka 1:34 akapoteredza