36 Kunyange hama yako Erizabheti achava nomwana pamazuva okukwegura kwake, uye mwedzi uno ndowechitanhatu kuna iye ainzi asingabereki.
Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 1
Maonero Ruka 1:36 akapoteredza