Ruka 1:41 BDMCS

41 Erizabheti akati anzwa kukwazisa kwaMaria, mwana akakwakuka mudumbu make, ipapo Erizabheti akazadzwa noMweya Mutsvene.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 1

Maonero Ruka 1:41 akapoteredza