Ruka 10:13 BDMCS

13 “Une nhamo iwe, Korazini! Une nhamo iwe, Bhetisaidha! Nokuti dai zvishamiso zvakaitwa mauri zvakanga zvaitwa muTire neSidhoni, vangadai vakatendeuka kare, vakagara mumadota vakafuka masaga.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 10

Maonero Ruka 10:13 akapoteredza