Ruka 11:13 BDMCS

13 Zvino kana imi, kunyange makaipa zvenyu, muchiziva kupa zvipo zvakanaka kuvana venyu, Baba venyu vari kudenga vachapa zvikuru sei Mweya Mutsvene kuna vanomukumbira!”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 11

Maonero Ruka 11:13 akapoteredza