Ruka 11:24 BDMCS

24 “Kana mweya wakaipa ukabuda mumunhu, unopinda nomunzvimbo dzakaoma uchitsvaka zororo ugorishayiwa. Ipapo unoti, ‘Ndichadzokera kumba kwandakabva.’

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 11

Maonero Ruka 11:24 akapoteredza