Ruka 11:37 BDMCS

37 Jesu akati apedza kutaura, mumwe muFarisi akamukoka kuti azodya naye; saka akaenda, akapinda akagara naye pakudya.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 11

Maonero Ruka 11:37 akapoteredza