Ruka 11:46 BDMCS

46 Jesu akapindura akati, “Mune nhamo nemiwo vadudziri vomurayiro, nokuti munoremedza vanhu nemitoro yavasingagoni kutakura, asi imi pachenyu hamutongosimudzi munwe wenyu kuti muvabatsire.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 11

Maonero Ruka 11:46 akapoteredza