Ruka 12:10 BDMCS

10 Uye mumwe nomumwe anotaura shoko rakaipa pamusoro poMwanakomana woMunhu, acharegererwa, asi ani naani anomhura Mweya Mutsvene haazombokanganwirwi.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 12

Maonero Ruka 12:10 akapoteredza