Ruka 12:20 BDMCS

20 “Asi Mwari akati kwaari, ‘Iwe benzi, usiku huno chaihwo upenyu hwako huchatorwa kubva kwauri. Zvino ndianiko achatora zvawanga wazvigadzirira?’

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 12

Maonero Ruka 12:20 akapoteredza