Ruka 12:37 BDMCS

37 Zvichava zvakanaka kuvaranda avo vachawanikwa natenzi wavo vakarindira paanodzoka. Ndinokuudzai chokwadi kuti achazvishongedza iye pachake kuti ashande, achaita kuti vagare patafura agouya avashandire.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 12

Maonero Ruka 12:37 akapoteredza