Ruka 12:51 BDMCS

51 Munofunga kuti ndakauya kuzoisa rugare panyika here? Ndinoti kwamuri kwete, asi kuzopesanisa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 12

Maonero Ruka 12:51 akapoteredza