Ruka 14:10 BDMCS

10 Asi kana wakokwa, utore chigaro cheshure, kuitira kuti kana akukoka ouya, azoti kwauri, ‘Shamwari, simuka uende kundogara panzvimbo iri nani.’ Ipapo ucharemekedzwa pamberi pavose vawakakokwa pamwe chete navo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 14

Maonero Ruka 14:10 akapoteredza