Ruka 14:17 BDMCS

17 Panguva yamabiko, akatuma varanda vake kuti vandoudza vaya vakanga vakokwa kuti, ‘Uyai, nokuti zvose zvagadzirwa.’

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 14

Maonero Ruka 14:17 akapoteredza