Ruka 15:20 BDMCS

20 “Saka akasimuka akaenda kuna baba vake. Asi akati achiri kure, baba vake vakamuona uye vakamunzwira tsitsi; vakamhanyira kumwanakomana wavo, vakamumbundikira uye vakamutsvoda.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 15

Maonero Ruka 15:20 akapoteredza