Ruka 15:27 BDMCS

27 Muranda akapindura akati, ‘Munun'una wenyu auya uye baba venyu vamubayira mhuru yakakodzwa nokuti adzoka ari mupenyu uye akasimba.’

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 15

Maonero Ruka 15:27 akapoteredza