Ruka 15:29 BDMCS

29 Asi akapindura baba vake akati, ‘Tarirai! Makore ose aya ndanga ndichikushandirai uye handina kusamboteerera mirayiro yenyu. Asi hamuna kutongondipa chimbudzana kuti ndipemberewo neshamwari dzangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 15

Maonero Ruka 15:29 akapoteredza