Ruka 15:6 BDMCS

6 agoenda kumba. Ipapo anodana shamwari dzake navavakidzani pamwe chete agoti kwavari, ‘Farai pamwe chete neni nokuti ndawana gwai rangu rakanga rarasika.’

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 15

Maonero Ruka 15:6 akapoteredza