Ruka 16:10 BDMCS

10 “Ani naani anogona kutendeka pane zvinhu zviduku anogonawo kutendeka pane zvakawanda, uye ani naani asina kutendeka pazvinhu zviduku duku achavawo asina kutendeka pane zvakawanda.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 16

Maonero Ruka 16:10 akapoteredza