Ruka 16:13 BDMCS

13 “Hakuna muranda angagona kushandira vatenzi vaviri. Nokuti achavenga mumwe agoda mumwe, kana kuti achanamatira kuno mumwe uye agozvidza mumwe. Hazvigoni kuti ushandire Mwari nepfuma.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 16

Maonero Ruka 16:13 akapoteredza