Ruka 16:15 BDMCS

15 Iye akati kwavari, “Imi munozviruramisira pamberi pavanhu, asi Mwari anoziva mwoyo yenyu. Zvinhu zvinokudzwa pakati pavanhu zvinonyangadza pamberi paMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 16

Maonero Ruka 16:15 akapoteredza