Ruka 16:24 BDMCS

24 Saka akadanidzira kwaari achiti, ‘Baba Abhurahama, ndinzwirei ngoni mugotuma Razaro kuti anyike muromo womunwe wake mumvura atonhodze rurimi rwangu, nokuti ndiri kurwadziwa kwazvo mumoto muno.’

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 16

Maonero Ruka 16:24 akapoteredza