Ruka 17:33 BDMCS

33 Ani naani anoedza kuchengetedza upenyu hwake acharasikirwa nahwo, uye ani naani anorasikirwa noupenyu hwake achahuponesa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 17

Maonero Ruka 17:33 akapoteredza