Ruka 18:13 BDMCS

13 “Asi muteresi akamira ari nechokure, asingadi kunyange kutarira kudenga, asi akazvirova chipfuva akati, ‘Mwari, ndinzwirei tsitsi, ini mutadzi.’

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 18

Maonero Ruka 18:13 akapoteredza