31 Jesu akatsaura parutivi vane gumi navaviri akavaudza kuti, “Tiri kuenda kuJerusarema, uye zvose zvakanyorwa navaprofita pamusoro poMwanakomana woMunhu zvichazadziswa.
Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 18
Maonero Ruka 18:31 akapoteredza