Ruka 19:11 BDMCS

11 Pavakanga vachiri kuteerera izvozvo, akaenderera mberi achivaudza mufananidzo, nokuti akanga ava pedyo neJerusarema uye vanhu vakafunga kuti umambo hwaMwari hwaizokurumidza kuonekwa pakarepo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 19

Maonero Ruka 19:11 akapoteredza